b-one baddest şarkı sözleri

One Mwanasikana you the Baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Bad bad bad Mwanasikana you the baddest Muviri wako Bho neka feci iri pritti Bhebhi Tambazvako usa kope vana nhingi Ziva uri bad. Bad, baddest in the City Siya vana wannabe tambira Daddy Biggie Ndiwe uno famba seuri kutamba Saka ndati tamba ramba uchi famba Famba.. iwe ramba uchi tamba Tamba.. iwe ramba uchi famba First position ndiyo yako muclasi Tamba zviri clean nyasotamba zviri classy Ndaimbova prince asi nhasi ndava king Saka ziva kuti uri dancehall queen Dancehall queen mwanasikana you're the baddest Bad kiki uri bad kunge nikki So so bad kunge munhu wemujeri Wa dhonhedza donhedza zvinhu kunge Tom n Jerry Saka Show them you're the baddest Vachati ziva your the baddest Mwanasikana your the baddest Bad bad bad Mwanasikana you're the baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Bad bad bad Mwanasikana you the baddest Pawa famba wato tamba Saka bhebhi chimbo mhanya Tanga uri slow paci wozowedzera Zviri kumasure izvo zvichatevera Vasongazvigone vese vachadzidzira Kunge marathon bhebhi une stamina Simudza Gumbo iwe rikande kudenga Tamba uchi tykora Bhebhi Tamba uchi Mona Tamba uchi fila Hana yako ichirova Bad bad Hana yako ichirova (yeah) Bad bad Hana yako icharova Vese vachiona body yako uchi tykora (yeah) Vese vachifila hana yako ichirova Bad bad Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Bad bad bad Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Mwanasikana you the baddest Bad bad bad Mwanasikana you the baddest Angaachizunza kutamba nekuseri Magic chete kunge-tooth fairy Zva-aita hazvizi mu dictionary Kutamba kwake uko-hakuzi ordinary Tamba uchi tykora Bhebhi Tamba uchi Mona Tamba uchi fila Hana yako ichirova Bad bad Hana yako icharova Bad bad Hana yako ichirova (yeah) Vese vachiona muviri uchi tykora (yeah) Vese vachifila hana yako ichirova Bad bad
Sanatçı: B-One
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:40
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
B-One hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı