b-one bhebhi rangu şarkı sözleri

Biggie (Bigaz) Yeah Yeah Yeah yeah,yeah yeahh Bhebhi, uno Shaina Bhebhi, uno shaina Bhebhi, uno shaina Iwe bhebhi, uno shaina Ano shaina, ano shaina Kunge Mwedzi ano shaina Ano shaina, ano shaina Kunge Mwedzi ano shaina Ndiye ega ari Permanent Ndoda kutoita arrangement Kumu roora, engagement Kusaina mapepa, agreement Uchirirai ndauya nemuroora Uchirai ndauya nemukadzi Ende Hamisati mambomuuna uyu Anopenya kunge nyeredzi Anobva kudhenga kuna tenzi Ende Ndotoda kutenda kuna tenzi Tine Rudo rwemu bhaibheri Ndini Joze ndiye Meri Bhebhi rangu ini, rino shaina bhebhi Rangu iri, rino shaina Rangu iri, ndiro whani bhebhi Wangu uyu, ndiye chete bhebhi Whani uyu, ndiye wangu bhebhi Wangu uyu, ano shaina Vakawanda vagara vanoziva kuti Bhebhi rangu rino shaina Asi Ndini ndega ndoto zita kuti Bhebhi rangu rino whiner Ndini ndega ndoto piwha Ikako Ka specia treatment Ndini ndega ndoto piwha Ikako Ka special treatment Ndiye ega ari Permanent Ndoda kutoita arrangement Kumu roora, engagement Kusaina mapepa, agreement Ichi ndicho changu chimoko Patone karingi paruoko Ndakamuti inzwa kani bhebhi Nditone ka plan mumusoro Ndoenda newe kumba kwedu Kumba kwedu kumakomo Kuenda newe kumba kwedu Kumba kwedu Kumakomo Bhebhi rangu ini, rino shaina bhebhi Rangu iri, rino shaina Rangu iri, ndiro whani bhebhi Wangu uyu, ndiye chete bhebhi Whani uyu, ndiye wangu bhebhi Wangu uyu, ano shaina Bhebhi uno shaina Bhebhi uno shaina Bhebhi uno shaina Iwe bhebhi uno shaina Bhebhi rangu ini, rino shaina bhebhi Rangu iri, rino shiner Rangu iri, ndiro whani bhebhi Wangu uyu, ndiye chete bhebhi Whani uyu, ndiye wangu bhebhi Wangu uyu, ano shaina
Sanatçı: B-One
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:12
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
B-One hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı