b-one slogan şarkı sözleri

Biggaz Ya ya ya ya ya ya ya ya (Hende) Biggie ... Biggie Mukaro... Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus Mababe manyama pasina braai stand Hapana akusara ingori ngapinde Ku zimbabwe to uk mangoma ngapiswe Zai raikawora munhu wese ngaipinde (ehee!) .. Jambisa mafans zvine focus (ehee) Ndini big stepper iwe carpet (ehee) Ndapindira pastage ndiri savage (ehee) Vodzidza kwandiri ndiri collegi Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus Ndikati one two shots hapana kana judge zvangu ndakabata kot Washaa bika beat - Mafans ati heat Vese Vanojamba biggie ndimi yangu family Ndiri kudiwa muma corner nana emily Nemangoma ndatozara yese kantiri Kublawayo varikuti biggie pambili Kublawayo varikuti Biggie pambili Ndikati one two shots hapana kana judge zvangu ndakabata kot Washaa bika beat - Mafans ati heat Vese Vanojamba Biggie ndimi yangu family Ndiri kudiwa muma corner nana emily Nemangoma ndatozara yese kantiri .. Passport vakadhinda maybe first class ndiri clean semaninja Mutoriro handibate ndorova ngoma Handitangike ndine support yepambare Chitungwiza vane love sepa vhale Pamadhiri ekurira haundivhare Ndajambisa vanhu mukilabhu musavhare Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani Nemanonya akasimba hulk hogan Haundibate ndaka slacker ndine focus
Sanatçı: B-One
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:57
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
B-One hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı