b-one tichidanana (pagomba riddim) şarkı sözleri

Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana" Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana Kwese taienda tese hapana kwandaienda ndega Zvese taiita tese hapana zvandaiita ndega Ndaive murudo ndichidanana ndega Akandisiya murudondichidanana ndega Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana" Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana Ndakamuratidza kune vanhu ndichiti "iri ndiro bhebhi rangu" Ndanga ndisina kumboziva kuti acha breaker moyo wangu Ndakatombo zama kumuda asi moyo wakaramba kumuda Akatombo zama kundida asi zvake zvakaramba kubuda Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana" Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana Wakandisiya ndega murudo saka zviya zvaive zvekunyepa wakandikwidza ndege yemapepa wakandipinza bhora nemudheya zvinhu zvako hazvina kana feyah ko sei usina kana keyah ? ndiri re-free murudo!ndazozviona kuti uri player Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana" Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana
Sanatçı: B-One
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:43
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
B-One hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı