b-one zvakawanda şarkı sözleri

Biggaz! Biggie! Biggie Mukaro Zvakawanda Zvakawanda Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa Wakanaka Unonaka Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa Saka Ndaimba kuti I love you Chero isirivalentine I love you bhebhi I love you Saka ndaimba kuti I love you Bhebhi you are mine I love you bhebhi I love you Inzwa nziyo yangu sweetie ndini Biggie Nhasi ndaimba chimbo changu ndichiti sweetie mami Sweetie mami sweetie mami Nhasi ndoimba chimbo changu ndichiti sweetie mami Sweetie mami sweetie mami Nhasi ndoimba chimbo changu sweetie mami Zvakawanda Zvakawanda Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa Wakanaka Unonaka Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa (one) Love inofaya mafire emoji Bhebhi uno shaina shaina kunge ngirozi ireal love heart ndokukandira marozi Saka chimoko ziva kuti ini ndinokuda becoZi Uri fire Vamwe havanakumbo ita sewe Life anenge iri nani pese pandinenge newe Bhebhi ini handidi newe Chero sadza ini handigye kana risina kubikwa newe Mashoko mamwe shoto ini handinzwe kana asina kutaurwa newe Zvakawanda Zvakawanda Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa Wakanaka Unonaka Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa
Sanatçı: B-One
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:40
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
B-One hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı