ba shupi happy birthday şarkı sözleri
Happy Birthday Lyrics
Levels production
More mastuffs
Call sirule
Honde ye ye ye
Baba shupi, imhenyu
Makore mangani uchirarama
Varikukuchengeta nyadenga
Vehukama ngatifareeee
Ngatipemberere
Happy birthday
Happy birthday
Happy birthday to you
Happy birthday
Happy birthday
Happy birthday to you
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
Isu chedu chete kufara wero wero
BP haikwire pano izero
Vanofinhura officer kanda musero
Chatinoda chete kutandara nema fero
Zviriko
Ahhh
Totenda mwari nanhasi tirikuenda
ahhhha
tenda mwari nanhasi uchiri kufema
munhu anowunganirwa katatu
chekutanga kubarwa
chepiri muchato mutsvene
chechitatu rufu
usakanganwe muhupenyu fara nguva uinayo
hondei ye ye ye
Happy birthday
Happy birthday
Happy birthday to you
Happy birthday
Happy birthday
Happy birthday to you
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
How old are you now
How old are you now
we wish you many more
we wish you many more
years to come
Happy birthday
Happy birthday
Happy happy
Happy
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
Makorokoto
Makorokoto
Makorokoto wakura
Isu chedu chete kufara wero wero
BP haikwire pano izero
Vanofinhura officer kanda musero
Chatinoda chete kutandara nema fero
Zviriko
Ahhh
Totenda mwari nanhasi tiri kuenda
Ahhhha
Tenda mwari nanhasi uchiri kufema
Munhu anowunganirwa katatu
Chekutanga kubarwa
Chepiri muchato mutsvene
Chechitatu rufu
Usakanganwe muhupenyu fara nguva uinayo
Honde yeyeye
asi hatikanganwe mai nanbaba nyakubereka
isu hatikanganwe mwari vari kumusoro kudenga
mwari chengetai vavengi vangu vaone kubudirira kwangu
Hondende yeye