Beazy Wulf

Conversations With God (feat. Tenth Capital Music)

beazy wulf conversations with god (feat. tenth capital music) şarkı sözleri

Mwari rambai muchindi chengeta muchindiona Mwari ndibatei ruoko rwangu ndigopona Muineni hapana chandinoshaya zvose munozvigona Mwari itai kuda kwenyu vanhu vagoona Yeah I hit a lick Ndinenge ndiri pacorner Kutsvaga neku panda maZhets Kutsvaga tsvaga ma dollar Jah Jah vaineni team yedu inopedza mabhora Shuwa vaineni Ndinotemba magora Always on my side and I swear handisi ndega He will always be my shlime Always be my bredda Zvese zvandatanga Jah Jah wangu anozo zvipeta Ndareurura matadzo angu vano maKeta Mwari rambai muchindi chengeta muchindiona Mwari ndibatei ruoko rwangu ndigopona Muineni hapana chandinoshaya zvose munozvigona Mwari itai kuda kwenyu vanhu vagoona Rambai muchindiona, ndirangarirei pa corner Ndipei moyo wekutenda kunyangwe zvikava shoma Ndi gamhei ndisawire mumaoko eKanzuru kana Boma Ndi Guardeyi pandinomira nevaye vanondi tsoma Makandipa moyo munyoro rudo makandi dzidzisa Makandida makandichengeta Vavengi vangu makava pfidzisa Ende shoko ramakanyora makari zadzisa So monaz ndinorova ka prayer ndobva ndapedza Mwari rambai muchindi chengeta muchindiona Mwari ndibatei ruoko rwangu ndigopona Muineni hapana chandinoshaya zvose munozvigona Mwari itai kuda kwenyu vanhu vagoona
Sanatçı: Beazy Wulf
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:21
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Beazy Wulf hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı