beazy wulf zadzisa şarkı sözleri
Kune nguva yauchakwira yauchadzika
Kune nguva yauchakundwa yauchasimba
Kune nguva yekuti Tenzi vachazvi ratidza
Nguva yekuti Tenzi vacha zadzisa
Kune nguva yauchakwira yauchadzika
Kune nguva yauchakundwa yauchasimba
Kune nguva yekuti Tenzi vachazvi ratidza
Nguva yekuti Tenzi vacha zadzisa
Ohh mwari kudenga
Jehovah wangu ndinomutenda
Venekai kwandinoenda
Mitoro yandaka senga
Dai maita yaenda
Entayi pandino enter
Ndaona cannan taenda
Bag taCasher taBagger
Vaida kundi chemedza
Vaida kundi remedza
Vaida kupemberera
Kwavaiti kupera kwangu
Vatumira mapere ne mheni
Ndobva va sangana ne prayer ya gogaz yangu
Mufudzi achindi chengeta
So ndenge ndaka tyora ndaka easer zvangu
Kune nguva yauchakwira yauchadzika
Kune nguva yauchakundwa yauchasimba
Kune nguva yekuti Tenzi vachazvi ratidza
Nguva yekuti Tenzi vacha zadzisa
Kune nguva yauchakwira yauchadzika
Kune nguva yauchakundwa yauchasimba
Kune nguva yekuti Tenzi vachazvi ratidza
Nguva yekuti Tenzi vacha zadzisa
Fill my cup zadzisai magete
Finna go rockstar dambura girare
Nyasha dzenyu itai dzingindi wane
Makomborero musaite ndisare
Pese ndiri pa zhet
Ndichengetei ndiri panze
Ten ten minana by ten
Gain again bless me again
Lord baba father
Lord ndibatsirei daza
Zino ndibatisei thaza
Lord vandi rwisa vanditadza

