c. clatter komborerai amai (feat. arlander) şarkı sözleri

Mocas Arlander God bless our Mama's Bless Africa It's Clatter Mwari komborerai Amai Mwari wangu komborerai Amai God bless Amai God bless Amai Mwari komborerai Amai Mwari wangu komborerai Amai God bless Amai God bless Amai One munhu wandino tember Asinga mbofa asurrender Nyangwe zvinhu zvaka bhenda Anoramba aripo Ahhana kwaano enda Amai ndinotenda The first woman I put all my trust on I bet she'll be the first and the last one She's in my heart I'm in hers Since the day I was born She is my hero and she is my inspiration Vapeyi mazuva ekurarama panyika Mazuva ane nyasha mubvise kutambudzka I know Mama vapeyi huchi nemukaka Kana muchindinzwa Uku ndoo kuchema kwangu Kuchema kwangu Ndoo kuchema kwangu Kuchema kwangu Ndoo kuchema kwangu Kuchema Ndoo kuchema kwangu Kuchema kwangu Ndokuchema kwangu Maitsiga tswanda Muchi tengesa madomasi Pamwe pacho kanzuru youya Yotora staff yese Tanga taka tarisira Ndoo pachabva school fees Now start hapachisina Tango sara nestress Munamato wangu Baba zvandinoda kumbira Muone shirikadzi dzese NeNherera Pavano chema chema Pavano kumbira mugova govera Zvavano kumbira Variko vari kurera vana vega Havana mabasa havashande Vano beggar Dzimwe inherera dziri kutetereka Hapachade mumwe munhu Pakutoda imi mega Alpha and Omega Mwari komborerai Amai Mwari wangu komborerai Amai God bless Amai God bless Amai Mwari komborerai Amai Mwari wangu komborerai Amai God bless Amai God bless Amai Komborerai Amai aiyawo amai Tinavo Amaaaai Rerai Amaai komborerai Amai Ndafunga ndina Amaai Nhayi Amaai
Sanatçı: C. Clatter
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:42
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
C. Clatter hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı