c. clatter mufaro wauwana şarkı sözleri
Zuva rawana iwe
Haucha riwane iwee
Mwana weMushona iwee
Chimira kuchema iwee
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Some of us we don't know about happiness
We I don't like you just realise
Dzimwe nguva dzava ma memories
Nguva yedu zhinji
Ndeye kuti dai taita ichi nechichi
Vamwe vedu vane phuma zhinji
Koisusu taita zvipi
Neku tambura tino svika kupi
Tato kanganwa kuti
Hupenyu uhu inguva pfupi
We never appreciate
What we got
Everyday has been a blessing
We don't see that we like to fight
With our enemies
And our enemies our families
We should have learn this in school but
They don't teach this
When you grow up how to love
How to get money so you won't be broke
You gon love but
They I is going to be some breakups
It's going to be difficult to find happiness
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Imma be happy with what I have
And Lord will be my Savior cuz I believe
Being a Gweja is not something I choose to be
It's just something deep
That comes within me
Lord has curse me to see
What a Gweja's life happens to be
So much pain but we learn to free
Our minds apon the pain we feel
Cuz it's real
I know you can feel what I'm saying
Cuz it's real ni**a
So many things to be happy about
You can speak you can hear you can walk
You might be broke
They don't love you back
It shouldn't makes you sad
You should be proud
Cuz I know better
You can do better
You deserve better
You're my Gweja
Ukazvi respecter
Vanoku respecter
Zuva rawaona iwee
Haucha riwane iwee
Mwana weMushona iwee
Chimira kuchema iwee
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Hona mufaro wawana
Teenda Mwari wauwana
Vamwe vachema pawafara
Vamwe havana kuona zuva rawaona
Aiyere iyere aiyere iyere iyere iye
Aiyere iyere aiyere iyere iyere iye