c. clatter mwari wee (feat. arlander) şarkı sözleri

Yooh Arlander it's Clatter (Mocas I got ma issues) Pindirai dairai (Now we set prayers) Mwari Mumoyo ndanetsekaa Mwari wee Mwari wee Mwari wee Ndiri kungo chema ndidairei Ndiri kushevedzera ndinunurei Nhayi Mwari wee Mwari wee Mwari wee Nhasi uno ndazama Chino nechino Pane zvandiri kubata Hapana chabuda saka Handina mufaro Pamwe kuda kwekuti Mumusoro mangu Makazara dzungu Ruchiva kuzvida Pamwechete neNharo Dzimwe nguva ndombozvi bvunza Mibvunzo ndiri ndega Kuti ko ndakatadzei Ko zvambo nyanyo itasei Mwari wangu ndachema Musoro uchitema Hupenyu pahuno Rema Ndombo finga kudzima Mweya wandino fema Zvimwe kuda irima Wakaipa Ano fara kuona Ndichi chema Vanhu vese vachindi sema Ndibatsireiwo ndigo kunda Miedzo yevano ndizvonda Ma negative avano kanda Anondi dzimbira maronda Aaaah Dai ndaka ziva haitungamire Dai ndaka ziva dai Ndaka namatai kare Dakungo ziva kuti Chii chakaita kuti Titambure chii chakaita kuti Vatema tigare tiri vekuma shure Mwari wee Mwari wee Mwari wee Ndiri kungo chema ndidairei Ndiri kushevedzera ndinunurei Nhayi Mwari wee Mwari wee Mwari wee Zvakawanda zvataka tadza Mate pasi tachera Gomba tapfira tapfidza Taku kumbira ruregerero Neku kurumidza Tiri vana vadiki hatina chatoziva Tiri kutsvaga chokwadi Tiri kutsvaga sure Tiri kutsvaga chikonzero Chakomesa maruva Tiri kutsvaga chakati Tadzisa kuwana zvese Zvatai shuva Haah makore mangani aticha saver Tichi tambura Makore mangani aticha gara patafura Vamwe vachi fura sora Haah kuda kwenyu here Kuti vamwe vanoti svika Paku chembera Vasina chavai nacho Vamwe vaka zadzawo matura Vaunoti ndeve pedyo Mangwana vanoku pandukira Varikubvisa mimba Tarisai pasi riri kuparara Zvakawanda zvaro shuva Tichiti neimwe zuva Ndo-o zvatinodawo kuva Asi vakawanda vanongoti teya nemariva Mwari wee Mwari wee Mwari wee Ndiri kungo chema ndidairei Ndiri kushevedzera ndinunurei Nhayi Mwari wee Mwari wee Mwari wee
Sanatçı: C. Clatter
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:14
Toplam: 12 kayıtlı şarkı sözü
C. Clatter hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı