c. clatter ndine mumhanzi şarkı sözleri
Eey your Clatter
Mocas aaah
Iyahoo Iyahoo iyaho iyere
Iyahoo iyahoo iyaho iyerere
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Paye paye ndaka taura
Zvaka wanda zvato shuva
Tichiti Nerimwe zuva
Ndoo zvatoda kuva
Asi pamwe masango matema
Zvakaoma hatimbo ramwa
Ticha kohwa zvataka rima
Hupenyu hwangu semu Gweja
Handicha misika
Ndaka zvarwa ndika kurira
Mu Africa
Handina mari asi ndiri kutamudzika
Zvizhinji ndichango
Siira kune akati sika
Mbira ngoma nehosho
Zvakauya setsika
Vano shaura vachi shaura
Zvino tambika
Listen to my toungue
Rurimi harwusi rangu
Only words are mine
Rurimi nderwa Amai vangu
Pane kuzvarwa kwangu
Ndoo pane kubwinya kwangu
Usa pinde chando
Chingo ndipa sando
Aah ndauya ndauya ndauya
Haah ndauya ndauya ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Mai vakati zveupenyu zvino rema
Usa kanganwa kumuka
Paunenge wadonha
Angandi nyurure ndiani
Zvondo nyura muchiona
Mazuvano Vano seka
Woto tenda kana wapona
Zvaka tanga sei
Pamwe Midzimu yenyika
Yakati furatira
Haichati rwire hondo dziye
Dzayai mboti rwira
Tichango chema
Sama tenga vachati kanganwira
Zvitadzo zvese zviye
Zvataiva tadzira
Hatichisina kana munhu
Achati yemura
Nekuti takatuka vakati zvara
Now I'm singing for my Ni***z
I'm singing for my Gwejaz
I'm singing for my hustlers
Who never give up
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya
Ndine mumhzi ndauya