c. clatter wafa wanaka şarkı sözleri

Yeah Mocas Ah Kwatinobva kwatinobva Put on the beat choppaz I'm back about maNeighbor rukaaz Aah aaah Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Ndoo zvakaitwa Tongai Moyo Dhehwa Ndoo zvakaitwa kunyangwe pana Soul Jah Love Ndoo zvakaitwa pana mudhara Oliver Pana mudhara Chopper Kunyangwe pana Chinx Pana BOB they Did the same thing Vangazo tadza nei Kuzviita pandiri That's why Winky say Sando dzangu Ndipeyi Ndichiri mupenyu Ndangoti ndiku yeuchidzei Same vanhu vanoku bvunza Kuti kounei Ndoo same vanhu Vanenge vachiku nyima pay Kondinga zova nei Muchindi nyima pay Komuno daro ngei Munoti zvino Pera sei I hope you will play This song and pay Attention I've got a lot to say Ooh my God I miss mudhara Thomas I mean Mapfumo Thomas I know you believe in us I know you see the vision Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kana manga musinga zive Wafa wanaka Ndoo zvavanoita vekwedu Vano wumba daka Vano venga Chero ukava itira chakanaka Waenda ndoo pavano sara Vachi rwira nhaka Dai ndiri ndini Ndiri kunzi ndatenga Purazi Dai ndiri ndini Manager wekuChoppies Dai ndiri ndini Ndiri kunzi ndaChata nhasi Dai ndiri ndini Ndiri kunzi Mr President They're hopeless They wanna make other people's Dreams there's It's written on their faces It's only money they chase I have no mercy for these People cuz they're fake Once they did it to me They get what they should deserve Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka Kwedu vanoda wafa Kana uchiri mupenyu Hauna basa Wafa wanaka
Sanatçı: C. Clatter
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:58
Toplam: 12 kayıtlı şarkı sözü
C. Clatter hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı