cazzytheplug netflix and chill şarkı sözleri
Intro
Tuuu uuu uuuu
Chorus
Netflix and chill ndina mai mwana .Ndoenda kunofara ini namai mwana . Tenge tiri tese ini namai mwana .Kana kumahumbwe nama.Netflix and chill mwana. Toenda kumabhawa namai mwana .Inini am addicted to mai mwana but havafarire guka nemarijuana
Pre hook
Gigiriki x2 bamba bamba
Hoko ndarovera handisikutamba mba
Mumwe akauya ndomuramba mba mba
Tarira mumastreet kunge hwamanda
Handife ndakusiya uri mbama ah
First verse
Tiri chidhumo namasendeke
Asi mari tinayo hatikwete
Tanatsa from samora to mapereke.
Pamamonya tinopinda hatikendenge
Wangu ndokupfura ukabata chimoko changu .
Chinondiitira zvandoda mumoyo mangu
Wandiona ndiri ndega paden pengu ndirikugaya nezvacho chimoko changu.
Pre hook
Aiwa amai mwana inini ndokudisisai amai mwana
Handimbofa ndakuchipisai amai mwana
Good life ndokuvimbisai amai mwana
Maiwee amai inini ndokudisisai amai mwana
Good life ndokuvimbisai amai mwana
Chorus
Netflix and chill ndina mai mwana .Ndoenda kunofara ini namai mwana . Tenge tiri tese ini namai mwana .Kana kumahumbwe nama.Netflix and chill mwana. Toenda kumabhawa namai mwana .Inini am addicted to mai mwana but havafarire guka nemarijuana
Second verse
Girl friend you are loving and caring .
Driver rude ndakupa stearing
Mai mwana munodeserver 2 maring
Driver ndakupa steering no
Girl friend hausi joki joki joki joki
Anokudenha ndomurumisa rumisa nana bhoki bhoki bhoki