ceydah 2 chete (feat. thugsaint) şarkı sözleri
Hmmm
Yeah
Ey
Vangani vanotsvaga rudo
Vasingaruwani mukati memoyo
Ndiko saka ndichiti
Ndichiti ndiMwari
Kusiri kudaro zvinogumira pahushamwari
Ukamuwanikidza wako ari true
Anokuda padhuze nyangwe une flue
Anokutambira wauya nemauyu
Garai muri two chete,muri two
Anokunamirira fanika tatoo
Anokurwira dzauya mhandu
Muchinge mazopiwa vana vatatu
Garai muri two chete,muri two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Patakasangana ndiwe unopaziva
Taibva kwaBhuka ndikakukumbira nguva
Wakabva waringa chiringazuva
Pandakakuringa wonei ndaringa zuva
Kwekanguva yakatombomira nguva
Nehana yakatombomira kurova
Ganda rakatsetseka mwana wevanhu
Ungati anogeza nedova
Ukamuwanikidza wako ari true
Anokuda padhuze nyangwe une flue
Anokutambira wauya nemauyu
Garai muri two chete,muri two
Anokunamirira fanika tatoo
Anokurwira dzauya mhandu
Muchinge mazopiwa vana vatatu
Garai muri two chete,muri two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Haaa
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two
Eyyy
Kunyange Romeo naJuliet
Vaive murudo
And their love conquered all in the end
Ukamuwanikidza wako ari true
Anokuda padhuze nyangwe une flue
Anokutambira wauya nemauyu
Garai muri two chete, muri two
Anokunamirira fanika tatoo
Anokurwira dzauya mhandu
Muchinge mazopiwa vana vatatu
Garai muri two chete, muri two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two, two
Muri two chete
Muri two