dareign musaga şarkı sözleri

Yeah daReign MaBros Arikubuda Musaga Manje tomadzorera musaga Inini ndichikura ndainzi lagwa Ndaive muG aispakwa Vanondiketa andina Wandokwata Saka usangofamba uchingoprata Handina munhu one wandotsvaga Mari ndiyo yega yandotsvaga Tovadzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah Dzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah MaBros Arikubuda musaga Manje tomadzorera musaga Inini ndichikura ndainzi lagwa Ndaive muG aispakwa Yeah Pane magena' akangomirira kutswanya profit Hana inhete havatane kubaya forfeit Them niggaz Valtures Vanongo shower up kuzodya carcass After we kill shit then they tend to claim the victory Vada kurema kunge mapounds Vada kurira kuita kunge sound Avasi real vatori maclowns Avade kushanda kutodzika down Ndine zisaga randakatenga Batai munhu ndimuise bemba Andidi zvinhu zvinondinetsa Tiisei mucage tibve tazvipedza MaBros Arikubuda Musaga Manje tomadzorera musaga Inini ndichikura ndainzi lagwa Ndaive muG aispakwa Vanondiketa andina Wandokwata Saka usangofamba uchingoprata Handina munhu one wandotsvaga Mari ndiyo yega yandotsvaga Tovadzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah Dzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah MaBros Arikubuda Musaga Manje tomadzorera musaga Inini ndichikura ndainzi lagwa Ndaive muG aispakwa Tovadzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah Dzorera musagaaa Tovadzorera musagaaa aah aaah MaBros arikubuda musagaaa
Sanatçı: daReign
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:44
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
daReign hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı