dareign p.a.n.o şarkı sözleri

Mmmm mmmm Mmm mmm mmm Ndine mibvunzo yandakabvunzwa ndichisvika pano Ndikanzi iwewe urikuendepi netuma ngoma twako Unomboziva here kuti pari kupisa pano Ndakavaudza kuti inini andisi kubva pano[mmmm mmmm] Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Vakazoridza ndezvekwako zvikanzi apa wakabika Ndikati Dungeon riri mupoto and rakutoibva Tiri mageez asina noise tapfura amuone sign Ukandi denha ndinokubaya kunge porcupine Ndakazviona zvopedza bag zvema concubine Titori busy tirikutsvaga generational wealth Kuitira vana vasazo suffer kaiyo mental health Hanzi mudhara akangosi fake gucci belt Ndenge ndapinda muchic[dairai dairai] Nhamo ndakanda panze[bye bye bye bye] Ndichatohwina chete[i i i i] Sango rinopa waneta[try try try try] Ndine mibvunzo yandakabvunzwa ndichisvika pano Ndikanzi iwewe urikuendepi netuma ngoma twako Unomboziva here kuti pari kupisa pano Ndakavaudza kuti inini andisi kubva pano[mmmm mmmm] Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano Pano
Sanatçı: daReign
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:18
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
daReign hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı