darrel doo mbada şarkı sözleri

Mbadaaa Dzinosiya dzakupedza Mbaaada Dzinosiya dzakumedza Kana uine nharo imbozviyedza mbaadaa Zvidyahusiku kusvika kwayedza mbadaa I see mbada on the radar My nigga you bou to suffer Check the color That girl aint your lover You wont recover coz Idzi imbada idzi She deceiving you believing Blesser vibes you giving You be wishing yall be chilling nice liquor you sipping Dzosiya ropa rakupfachukira (Pfachu pfachu pfachu) Wozodemba chawakachukira (Kachu kachu kachu) Wopondwa bag she gon leave you lying idle in denial Feed on your money and your soul thats survival You actin like a psycho beyond revival This ain even Xhosa this ain tribal (She ain tribal nigga) Dzingori mbada apa uri nhoro (Apa uri nhoro) Ndirini iwe ndairova sporo (Ndairova sporo) Dont test these ones my nigga no nooo Ain no game this shit aint nintendo Mbadaaa Dzinosiya dzakupedza Mbaaada Dzinosiya dzakumedza Kana uine nharo imbozviyedza mbaadaa Zvidyahusiku kusvika kwayedza mbadaa Mbadaaa Siya dzakupedza Mbaaada Siya dzakumedza Kana uine nharo imbozviyedza mbaadaa Zvidyahusiku kusvika kwayedza mbadaa Mbadaaa Dzinosiya dzakupedza Mbaaada Dzinosiya dzakumedza Kana uine nharo imbozviyedza mbaadaa Zvidyahusiku kusvika kwayedza mbadaa
Sanatçı: Darrel Doo
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:00
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Darrel Doo hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı