darrel, tatendalxa maoko şarkı sözleri

Ndingogara ndakutaurira Baby wangu unodadisa Team rese raka tarisa Plus futi ririkurwadziwa Kuti ndini ndaka kecha aka Moyo yavo iriku baiwa Varikutikandira maoko Maoko, maoko Varikutikandira maoko Maoko, maoko Look inini handingodi zvinhu, zvinhu zvinondinetsa But for your case ndotomira sa Manyuchi Love the way your hips make a c by your waist line Kana uchindifeeler chingondipawo ka signal Ndipeka, maoko When you wine, wine ndipe ka, maoko Spend my money ndipeka, maoko Aiwa, aiwa ndipeka, maoko Kana ye rent ndinokupa, maoko Iwewe iwe, maoko Hapana mumwe, maoko Iwewe ndipe, maoko, maoko, maoko Ukaramba uchidaro kana ye semester ndinokupa Hapana bhebhi pano rinobata pesi yawasetta Vese vane godo, vazunguza msuro Do something similar, shekesa matako Wine is critical, pinda ICU Nhasi hazvi perifine, maisa parifin mumoto Handichakwanisi kumira, moto Ah ndanga ndatomira, moto Vakukandira maoko, maoko, maoko Varikutikandira maoko, maoko, maoko Look inini handingodi zvinhu, zvinhu zvinondinetsa But for your case ndotomira sa Manyuchi Love the way your hips make a c by your waist line Kana uchindifeeler chingondipawo ka signal Ndipeka, maoko When you wine, wine ndipe ka, maoko Spend my money ndipeka, maoko Aiwa, aiwa ndipeka, maoko Kana ye rent ndinokupa, maoko Iwewe iwe, maoko Hapana mumwe, maoko Iwewe ndipe, maoko, maoko, maoko
Sanatçı: Darrel, TatendaLXA
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:43
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Darrel, TatendaLXA hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı