dave chiks whatever şarkı sözleri

Dave Chiks yeah yeah yeah yeah Huya kuno kune mavibes ayye Tamba neni ndine mavibes yeah Huya kuno kune mavibes ayye Tamba neni ndine mavibes yeah Ndichingo pinda muKirabhu maziso akalocker on you Uchandipinza muTirabho I swear ndichatopinda Dhudhu Aint nobody can outdo you Urimbama ini ndachema zvangu (ini ndachema chema) Huya come dhuze Vibes on we is just vibes on us Just for tonight Lets lose ourselves right in the music Huya come dhuze Vibes on we is just vibes on us Just for tonight Forget the world just feel the rythm Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber Oh my Waina Baby uripombi Ini ndiri plumber Saka ndinoda kupiper Nhaika Body kunge Mrs Malaika Eh Ikete pakete Kana ndatanga hapana eke Ah Ndapota usandi seche Nekuti ndiritsaga ndobva kwaseke Mm Deep down unozviziva kuti iyi ndoPlan Baby lets dance around together In these vibey weather conditions You and I tiripa dance floor Girl just the 2 of us yeah Only living once just for now Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber Whatever zvatichaita Only for once living this life Whatever zvatichaita Only for once living this life Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber Whatever zvatichaita kunenge kuri kufarisa aa aa Whatever zvatichaita kunenge kuri kuViber
Sanatçı: Dave Chiks
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:57
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Dave Chiks hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı