fabian fore farai şarkı sözleri

Ndamuka in the morning ndarova prayer Protect me God kune vakanditeya Then quick bath Fresh start Ndichinhuhwurira ko ndabva muvhat Ndavhura IG Ndavhura FB Hakuna kana nyaya ingori chat chat Oohh Yeah Checka kana Jagwa randabuda naro Checka kana jira cheka randarova Checka kana kosso randauya naro Ndoda kuita zvese zvandaishuwa Dakutongospenda mari yangu Dakutongoziva zvinhu zvangu Ndiudzei arikuside kwangu Ndoda kungoronga njuga dzangu Kunyangwe pamwe zvichirema Pamwe toita setine njema Asi pazvinosununguka ipapo Pazvinosununguka Regai Ndimbofara fara fara Fara fara fara Yeah Mangwana handizive kuti kunei Saka farai farai farai Farai farai farai Yeah yeah yeah Mangwana hamuzive kuti kunei Mangwana hamuzive kuti kunei Mangwana hamuzive kuti kunei I'm feeling good I'm feeling good I'm in the mood yeah Ndapinda mood I'm feeling good I'm feeling good Ndapinda mood yeah I'm in the mood yeah I'm in the aahh Ndoda kungoenda kwese kwandinoda Ndoda kungoita zvese zvinhu zvandinoda Kuda wandoda Ndodawo kuita zvese zvandaishuwa Dakutongospenda mari yangu Dakutongoziva zvinhu zvangu Ndiudzei arikuside kwangu Ndoda kungoronga njuga dzangu Kunyangwe pamwe zvichirema Pamwe toita setine njema Asi pazvinosununguka ipapo Pazvinosununguka Regai Ndimbofara fara fara Fara fara fara Yeah Mangwana handizive kuti kunei Saka farai farai farai Farai farai farai Yeah yeah yeah Mangwana hamuzive kuti kunei Ndimbofara fara fara Fara fara fara Yeah Mangwana handizive kuti kunei Saka farai farai farai Farai farai farai Yeah yeah yeah Mangwana hamuzive kuti kunei Mangwana hamuzive kuti kunei Mangwana hamuzive kuti kunei
Sanatçı: Fabian Fore
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:08
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Fabian Fore hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı