fabian fore mumoto şarkı sözleri

Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Ndirimu ahh Ndirimu eyy Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Ndirimumoto eyy Ndirimuchoto eyy Hapana ari nani Kana anondida vese ihoto eyy Hapana zvamati maona I'm fighting my battles alone yeah Hapana chandoshanda chinobuda ndichikungoshandira Corona Yeaahh I wanna make me some hits My tracks anolouder mastreets I wanna take of my kids Kuvhura closet rakazara makicks Yeah Different Life yangu ndoda ite different Ndatenda nePretence Lord I'm ahh Lord I can't do it anymore Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Ndirimu ahh Ndirimu eyy Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Times are hard Zvinhu ma1 Mjolo futi wakurwadza Zvandibvisisa ngowani Kungopiswa all sides Mari kuibata ma1 Togara tichisimbisana kuti zuva racho i1 But harisvike Mwari asi nei Muchindiregerera ko ndakakutadzirei Munoda ndiite sei Ndichatonhodzwa when I just wanna make it I just wanna get it Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Ndirimu ahh Ndirimu eyy Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Ndirimumoto ndirimumoto Ndirimumoto Hapana rudo Ndirikungoforca Ndirimumoto Unogona kutotsva uchifunga kuti ndiwe urikupisa
Sanatçı: Fabian Fore
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:01
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Fabian Fore hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı