faestar prezha şarkı sözleri
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Ndakabata ndega badza
Maindi buka
Zvino ndamuka
Mukufambireiko makanonoka
Bhutsu iya yazokwanwa neyangu shoka
Pandaiti mukanya zvaivashoker
Pfuti yangu Ndagara ndakoka
Ndine vakamira neni
Pakwainaya dzichirova mheni
Mababe siyanai neni
Ehe ndakashata ndobvuma ndiri Bveni
Hazvindimise pane yangu journey
Ndichangofambawo munzira dza10z
Ndakabata paper ne pen
Zvavachataura hazvinei neni
Vanema mhepo ava mafan
Ndivo vaita ndidambure chain
No pain no gain
Tiripo paghetto mulocation
Ndichisimbisa mayuts
Pandofambawo Fambai neni
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Ndirikungoona horror
Vanhu vachingondishora
Ndoita sendiri mutorwa
Ndichingokikwa sebhora
Asina chake ma1 waona
Ndirimuranda
Ndoda mukana
Kuna Mwari ndagara ndafona
Ndirikushanda asi hazvina anoona
Ndirikukumbira dai ndagona
Pavanhu vese
Inini chete
Ndombozvibvunza asi havandikete
Ndirizimonya zimhonya zitete
Handimbomira handimbonete
Ndichachimhanya kusvika vati Kete
Ingori Kete kete chete
Ndirimukanya
Regai muswe ndipete
Ingori kete kete
Vachandivinga inini ndivete
Ingori kete najesu chete
Inini wandinzwa ehe ikete
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Ndakuda kupinda prezha
Asi handidi magweja
Handidi zvinondinetsa
Wandiona usandishedza
Get get it yeah
Only want is money sha
Handiite zve mabar
I js ride the beat and yeah
I can make it up till night
Coz I know that I'm a star
I'm moving too slow
Straight to my goal
Inzwa macall
Akungopinda
Hanzi kune show
Tanzwa masong ako paradio
Vari mhiri yo
Varikuchema chema neniwo
Handidi war
Ndoda zve peace so I gotta go
Hanzi urisei inini ndiribho
I know you waiting for me to fall
Five
I'm going to strive
Masiiwa neni hona pane time
Hazvimbofanane sasix na nine

