farai katiyo ready şarkı sözleri

Baby are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ini ndatosvika Baby are you ready? Ready? Baby are you ready? Buda waka smarter Kana wave ready? Ready! Kana wava ready? Unopaziva pandinopaka Ini i am ready, ready Ini i am ready Tigopinda mu town Tigorova ma rounds Tichipedza ma sports Tigorova ma rounds Tichipinda mu town Tichipedza ma sports Tigorova maround Tichipinda mutown Tichipedza masports Tigorova marounds Tichipinda mutown Tigopedza ka masports Ibata wabata ku secure madhiri Usatombomira wakatsomwa nemabhiri Usatombonyara dada nerako skiri Usatombonyara chengeta yako mhuri Asi ka Pa weekend tombo chilla Sezita rangu tombofara Mabhebhi edu tombo tora Mari yedu vombo rova Aiwa itine ehe No mercy ita hutsinye How is your shopping fitness? Shout the order iri ndiri waiter Ndomanya kuno tora with quickness ndinotomada ma witness Posta pa story vaone vese Vazive kuti shumba vane yese Baby are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ini ndatosvika Baby are you ready? Ready? Baby are you ready? Buda waka smarter kana wave ready? Ready! Kana wava ready? Unopaziva pandinopaka Ini I am ready, ready Ini I am ready Tigopinda mu town Tigorova ma rounds Tichipedza ma sports Tigorova ma rounds Tichipinda mu town Tichipedza ma sports Tigorova maround Tichipinda mutown Tichipedza masports Tigorova marounds Tichipinda mutown Tigopedza ka masports Rapisa nhasi zuva A.c on tinofamba takapora Music way up with the top down Today vanotiona Seiko wanonoka Sha? Ndichiri pano ka pa corner Sha? Handidi kudzoka kwadoka Last time mudhara wako aka jamuka Handsome pfacha Tinotamba nemvura kana tafunga kuvhakacha Mira ndikutengere ka lunch Kuti uzoshopper zvine pawa Mira ndikutengere ka watch Kuti uzondifunga every hour Mira ndikutengere ka bhachi Kunenge kwakuita tuma showers Baby are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ready? Tell me are you ready? Ini ndatosvika Baby are you ready? Ready? Baby are you ready? Buda waka smarter kana wave ready? Ready! Kana wava ready? Unopaziva pandinopaka Ini I am ready, ready Ini I am ready Tigopinda mu town Tigorova ma rounds Tichipedza ma sports Tigorova ma rounds Tichipinda mu town Tichipedza ma sports Tigorova maround Tichipinda mutown Tichipedza masports Tigorova marounds Tichipinda mutown Tigopedza ka masports Katiyo Tiyo Tigorova ma rounds tigopinda mutown Tigopedza ka masports Tigorova ma rounds tigopinda mutown Tigopedza ka masports Sports!
Sanatçı: Farai Katiyo
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:09
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Farai Katiyo hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı