farai katiyo wanika (feat. nonoe harris) şarkı sözleri

Rudo rwako magesti iZesa Kanausipo ndinosuwa Rudo rwako isummer mu winter Kana usipo ndinobvunda Saka bhebhi dai wa wanika Wanika wanika Bhebhi dai wa wanika Wanika wanika Zvinofaya kana tiri vaviri Zvirimo mubhaibhiri Not good for a man to be alone Sha, don't leave me alone Not the same when we talk on the phone Wi-Fi good but still no connection Not the same when we talk on the phone I need you here with me in person Bhebhi Bhebhi Handidi chimuhwande hwande Bhazi rerudo razara bhebhi Saka pinda hande hande Usipo ndinodzikira bhebhi Ndini bhurugwa ndiwe bhande Asi kana uripo bhebhi Mufaro kunge its hoza Friday Rudo rwako magesti iZesa Kanausipo ndinosuwa Rudo rwako isummer mu winter Kana usipo ndinobvunda Saka bhebhi dai wa wanika Wanika wanika bhebhi dai wa wanika Wanika wanika Ndakumbira Mwari kuti vagomisa zuva Saka nhasi tinayo nguva Don't check your watch No need to rush Military touch kune wese atrya kundi torera Mauri chakabaya chakatyokera Moyo ndakakupa hauna kunditorera Love iri easy isiri yeku fosera fosera Sei uchishaika bhebhi? Handidi chimuhwande hwande Bhazi rerudo razara bhebhi Saka pinda hande hande Usipo ndinodzikira bhebhi Ndini bhurugwa ndiwe bhande Asi kana uripo bhebhi Mufaro kunge its hoza Friday Rudo rwako magesti iZesa Kanausipo ndinosuwa Rudo rwako isummer mu winter Kana usipo ndinobvunda Saka bhebhi dai wa wanika Wanika wanika Bhebhi dai wa wanika Wanika wanika
Sanatçı: Farai Katiyo
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:20
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Farai Katiyo hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı