farida caprice tears şarkı sözleri

Oh-ye-ye-yee Farida Caprice This is what it is Nananana nana nanana Yaerera Yaerera Samatenga taremerwa Taremerwa Tariro Ndimi Siku nesikati mhere Dzarira kuchema Hama neshamwari vese Varikungochema Mweya hakuchina (Mweya hakuchina) Mapapu akurirwa (Mapapu akurirwa) Mweya wakurwirwa Ndozvatakufira Vamwe vachema vari Mumagungano Vamwe vatadza kusvika Pagungano Kuonekana nevafi Dzaangano Hope dzapera husiku Hauna kupera Basa rapera kasi nzara Haina kupera Zvinhu zvacho so Zvinodaro so Zvinonetsa mumoyo Nemumusoro Vamwe vabva vanotsvaga Gukamakafela Hanzi pamwe stress Inogona kumbopera Ihosha yatipedza Ihosha yaremera Hosha isina rusarura Ganda kana zera Chakatitsoma Straight outta Wuhan Where it all began Chakatitsoma Taiwan to Japan London to Sudan Oh no-o Imagine losing parents In the ICU All the little hope you had Stripped from you Dropping outta school Now you gotta move Losing everything And your best friend too Ok alright now we got a vaccine But no money no power No vaccine Read between the lines Truth hurts sometimes But I'mma go right ahead and claim what's mine (What's mine what's mine) Inongova musodzi Mumatama Dzinongova shungu Muhana Begging for mercy Lord have mercy (Lord have mercy) Ndati inongova musodzi Mumatama Dzinongova shungu Muhana Begging for mercy Lord have mercy (Yea-yeah) Inongova musodzi Mumatama Dzinongova shungu Muhana Begging for mercy Lord have mercy (Lord have mercy) Ndati inongova musodzi Mumatama Dzinongova shungu Muhana Begging for mercy Lord have mercy Yea-yea-yea-yeah Woke up to a Brand new day A whole new world Lord we're begging Begging You-uu Oh-oh-oh-ohh Have mercy Have mercy Lord Tariro Ndimi Yaerera Yaerera Yaerera Yaerera Samatenga taremerwa Taremerwa Taremerwa Oh-oh-oh oh-oh-oh Oh-oh-oh oh-oh-oh Ooh Tariro Ndimi
Sanatçı: Farida Caprice
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:45
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Farida Caprice hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı