gadzoman hushamwari şarkı sözleri
I remember takatyora ku jecha
Zvimamoko tichikecha
Homwe dzemadhara tichisecha
Tichimbopfeka hembe isusu takamecha
Madrugs ese inga takasveta
Tichisimbisana Pasina Chanda I suspecta tichisimbisana kuti hona level rataseta
Asi hona yawakazoita
Last call yako tanga tabva kuzhet
Uchiti loyalty chamhamha bhora mumanet
Ndakazoshamisika ndakunzwa kuti wakutamba nemavet
Apa ndipoo pataiplana kuti tivaite zhet
Kahunhu kako unoita like unopfeka skirt
Moyo wako wakafanana newa judas iskariot
Wakutengesa wechidhaka kuda kundipinzisa mukoti
Ne kuti wakapihwa kamari kekutenga kashort