gadzoman tabva nekuvalley şarkı sözleri
1 Sip zhiii ndazungunuka
Kamwana paden pavo iwe kapukunyuka
Kabata genna hanzi pane zvandirikuda kukupa ndabva ndapindwa neshavi rachaminuka
Tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari
Isu tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari
Tasvika panzvimbo hatidi vanodipisa ita yaunoita kwete kungolikisa
Team bhoo ukadenha tozvimisa
Negen'a rangu ini rekwamachipisa
Jahmagu varipo vachinzwisisa
Vakarohwa nechalis chavakamikisa
Vachichinja magiya hutsi vachibuditsa
Nechemumoyo ndichiti rasta muchatikitisa
Ahhh
Tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari
Isu tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari
Ahh
Asi ndakuita zvekudhomoka
Hameno pamwe skiri ndiyoyoka
Rega inini ndichingorudunuka
Kunge shinda kudzudzunuka
Vatipe kuti tirimhondoro
Hazvina basa chero ukati fokoro
Ndiripahigh nemuti pasi low low low
Ndichirova zikulaughter hahahaha
Tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari
Isu tabva nekuvalley
Tiripakutsvaga mari
Litcher vatipire isu hatina worry
Tinongotemba namwari