gargamel chinokanganwa idemo şarkı sözleri

Chinokanganwa idemo baba Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Chinokanganwa idemo baba Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Zimbabwe kani iwe mhamha Ndakakuona iwe kare kare Mabwe kani iwe mhamha Ndichakuona riniko Waidadisa Huchi nemukaka zvaiyerera Vakauya zvavo Huchi nemukaka ndokukokota Yuuuuu uuuu Yuuu uuuu uuu Vakauya zvavo Gukurahundi Chinokanganwa idemo Vakauya zvavo ndokudziputsa murambatsvina woooo ooooo Why why why Vakauya zvavo ndokumutora Itai Dzamara Nevamwe vose vakatsakatika baba Chinokanganwa idemo Chinokanganwa idemo baba Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Chinokanganwa idemo baba kani Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Gukurahundi, Itai Dzamara, murambatsvinawo Why why why Mwari baba Mwari mwanakomana Mweya mutsvene pindirai Huyai mweya mutsvene tinokugamuchirai Hosanna tiyamure Pakuita kwedu Huya mweya mutsvene tinokugamuchira Todana zita rako Pakuita kwedu Huya mweya mutsvene tinokugamuchira Chinokanganwa idemo baba Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Chinokanganwa idemo baba kani Chinokanganwa idemo Chinokanganwa ndati Chinokanganwa idemo Hosanna tiyamure Pakuita kwedu Huya mweya mutsvene tichazogarikawo Nhai MaZimbabwe kani Kusvika rinhiko Huya mweya mutsvene tichazogarikawo
Sanatçı: Gargamel
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 5:20
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Gargamel hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı