gee brandon mushauri (feat. g brendon) şarkı sözleri

Ndozvavataura Tavavhunza ndozvavataura eh Izvi ndozvavataura Mmmmmh Kumabvuku mafans Varikutema Nema cane Pinda muchitungwiza Varikutema Nema cane Dzivarasekwa budiriro Varikutema Nema cane Mbare nemamwe marocation Iwe mushauri mushauri Mushauri mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Tinookutema nema Cane cane cane cane Zvikanzi iwe mushauri mushauri Mushauri Mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Ndokutema nema Cane cane Cane cane Saka nhau ndiriku broadcaster Izvi zvirikuitika Hapana arikupikisa Izvozvo zvino Temesa Kusara wakusemesa Watemwa nemasesese Mmmmmh watemwa nemasesese Mafans arikupopota Ndabhadhara mari yangu please ndapota Ndabuda dikita Ndichibva bikita Ukaita zvekutamba ndokutema nema cane Iwe mushauri mushauri Mushauri mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Tinookutema nema Cane cane cane cane Zvikanzi iwe mushauri mushauri Mushauri Mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Ndokutema nema Cane cane Cane cane Idzi ndidzo nhau yeah Dzataurwa yeah Dzabva kumativimana enyika yeah Hanzi ma speaker ndoakonzeresa Vamwe vati mic ndoyanga ichipotsa But zvisinei I hope they do better next time Cz zvema cane hatizvikurudzire Eh hatizvide Zimbabwe Tauya Kuzofara fara fara Iwe mushauri mushauri Mushauri mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Tinookutema nema Cane cane cane cane Zvikanzi iwe mushauri mushauri Mushauri Mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Ndokutema nema Cane cane Cane cane Saka nhau ndiriku broadcaster Izvi zvirikuitika Hapana arikupikisa Izvozvo zvino Temesa Kusara wakusemesa Watemwa nemasesese Mmmmmh watemwa nemasesese Mafans arikupopota Ndabhadhara mari yangu please ndapota Ndabuda dikita Ndichibva bikita Ukaita zvekutamba ndokutema nema can Iwe mushauri mushauri Mushauri mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Tinookutema nema Cane cane cane cane Zvikanzi iwe mushauri mushauri Mushauri Mushauri Ukatadza kuimba tinokutema nema Cane cane cane cane Ndokutema nema Cane cane Cane cane
Sanatçı: Gee Brandon
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:04
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Gee Brandon hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı