gee brandon unondipasa manyemwe şarkı sözleri
Yah know
PTK Music
It's GeeBrandon
Eyo PTK
Ayeeh
Ding Ding Dong
Is there anything wrong
Awee ah weheeh
So Dick like malon
That's a little little known
Huh yahheh
Usadaro
Usadaro
Mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Chihera usadaro undipasa manyemwe
Hona wadonedza dollar
Ah wakunhonga kutora
Iiii mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Kuwaina wakapfeka mini
Apa ukuzunza mushini
Iiii mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Hondewo huh huh unondipasa manyemwe
Hondewo huh huh unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Chihera usadaro undipasa manyemwe
Mamoyo pinda mudzambiringa
Chihera pinda mudzambiringa
Maduve pinda mudzambiringa
Baby pinda mudzambiringa
Baby wakandinakira pa fair
Handife ndakusiya no way
Mumoyo mangu yes you stay
One love, true love never stray
Usadaro
Usadaro
Mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Chihera usadaro undipasa manyemwe
Hona wadonedza dollar
Ah wakunhonga kutora
Iiii mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Kuwaina wakapfeka mini
Apa ukuzunza mushini
Iiii mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Hondewo huh huh unondipasa manyemwe
Hondewo huh huh unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Mamoyo usadaro unondipasa manyemwe
Usadaro
Usadaro
Chihera usadaro undipasa manyemwe

