gentle zee kwandakananga şarkı sözleri

Bm Bbbbmb Outa Mashaa Tell'em Vanowaa Ndinovaona vari busy kundijaja Nekuti havasati vambopfeka dzangu shwada Ndaitodawo ka life kari bettter Ndine mhuri yangu pazabha Asi hondo dzandapinda dzakawanda Muviri wangu wakazara nemavanga Zvese ndongosira kuna jah jah Nekuti ndivo vanoziva ramangwana Handiziye kwandakananga handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Ziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Shungu ndinadzo simba ndiro shoma Ndotoshaura voice Roshoshoma Alright zvichanaka here Marshal zvichaita here Zvatinoshuwira tichazviwana here Oh my takapinda pakaoma tikabuda Ziya neropa zvakabuda zvikaoma Vepamoyo vakaenda vakatisiya Dzangove ndangariro dzinotibaya Hupenyu wotidhaka kunge bhawa But still tongo aimer higher Handiziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Ziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Ndinovaona vari busy kundijaja Nekuti havasati vambopfeka dzangu shwada Ndaitodawo ka life kari bettter Ndine mhuri yangu pazabha Asi hondo dzandapinda dzakawanda Muviri wangu wakazara nemavanga Zvese ndongosira kuna jah jah Nekuti ndivo vanoziva ramangwana Handiziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Ziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Shungu ndinadzo simba ndiro shoma Ndotoshaura voice Roshoshoma Alright zvichanaka here Marshal zvichaita here Zvatinoshuwira tichazviwana here Oh my takapinda pakaoma tikabuda Ziya neropa zvakabuda zvikaoma Vepamoyo vakaenda vakatisiya Dzangove ndangariro dzinotibaya Hupenyu wotidhaka kunge bhawa But still tongo aimer higher Handiziye kwandakananga handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi Ziye kwandakananga Handiziye kwandakananga Asi kwandabva mahwambi Mahwambi murambi
Sanatçı: Gentle Zee
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:07
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Gentle Zee hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı