i finton baba munengoni şarkı sözleri

Kayzz grande IFinton again Give thanks and praise to the almighty Baba munengoni Baba munenyasha Baba munengoni We give thanks and praise Ishe wangu makatipa chipo chekufema Pakurara nekumuka muchitichengeta Ndopandotadza kukutendai neyi Muchitipawo rudo rwakadai Zita renyu ngarikudzwe pasi nekumatenga Tarirai magungwa nemhuka dzamakasika Oh ishe oh she oh baba oh baba oh ishe I give thanks and praise Baba munengoni Baba munenyasha Baba munengoni We give thanks and praise Baba wangu kusatenda huroyi Ndimi ndimi paye makandidzingira mhondi Muka mukandinyamura ndapinda murinda Ndakanyura mumatope makandinyurura Siku nesikati munondirindira vawengi wangu ini Siku nesikati munondirindira vawengi wangu ini Siku nesikati munondirindira vawengi wangu ini
Sanatçı: I Finton
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:11
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
I Finton hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı