iam innocent vana vemazuvano şarkı sözleri

Vana vemazuva ano Havana hunhu Vanoita zvada Havaterere munhu Hanzi basa rakakumirira mwanangu CHIMUKA Hanty kuti rent iyi ibhadharwe mwedzi wese TISUKA Saka tikapinda tikashaya pekugara SIMUKA Kana takudya pauno uya nemvura yemaoko CHINGURA Please ndapota mukwasha ngaasa uye ne CHIDHURA Ngarongeke kwete kusaterera ACHIPINDURA Hanty urikuona school fees iyi iuye TISUKA Saka uchingo pedza kudya wosimuka UCHISUKA Wacha hembe Uwache machira makuseni UCHIMUKA Usapindure usingazive changamuka URIKUNZWA Mese imimi muchandi demba nhasiso SHOOZA Ahh ahhh Ahhh ahhh Ahh ahh Ahh ahh Vana vemazuva ano Havana hunhu Vanoita zvada Havaterere munhu Zvinoita here kuti munhu aripa mariii 30ph Vana vanopheka mamvemve voswera ne nzara Imwe mari ndeye ma bills imwe iri kudyiwa mubhawa Hunhu waka dayiso haugezeke mu shower Ndonzwa seiii zvamuri kutaura mukataura ne hasha Unongo ridzirwa tsamwa Nevanenge vatsamwa Uchingo kandirwa mhosva Dzawa kanganwa waka para
Sanatçı: Iam Innocent
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:21
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Iam Innocent hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı