ice quenchy cherechedza şarkı sözleri
Iiiiii Iiiiii hiiiiii
Kwedu gweru boys
Ice ndini quenchy iiiii
Washaa t
Washaa t on the beat babe
Aaaah haaa haaaa iiiii
Iheeee
Iiiiii Iiiiii hiiiiii
Iheeee
Ukanyatso cherechedza
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedzaaaa
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo
Cherechedza when she pull up
Muma streets ano ruler
Skin bho kunge mvura
Ka life bho kane mula
Ka yellow borne
Body bho
Paanosvika munoita ka noise
Uyu mwana ane ngozi
She demn pretty
She got the assets
Look at the way she is walking
Walking walking
Anofamba
Toti toti
Toti toti
Gweru masvingo mutare
Anyararidza neharare
Kadoma chegutu kariba
Vicfalls nekubinga
Splendid she got the Gucci price
She came from Bulawayo
Tarisa booty ne bonate
Haihwaa ane token
Anobva kudenga denga
Kudenga denga
Kudenga
Kudenga denga
Kudenga denga
Kudenga
Ukanyatso cherechedza
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedza
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo
Hwe maihwee ndoenda ini
Ndoenda nerudooo
Baba hoo ndoenda ini
Ndoenda nerudo
Anovharisa maghetto
Anongopfeka ma label
Ndomuda ari pedyo
Uyu malaika ndoda kuroora ini
Vimbai naye haazi zimuto uyu
Mangwana imi hamuzonyara
Aaah iwe ndoenda
Oooow hooo oooow
Ndichaunza huku nemombe
Pamwechete ka negondo
Makumi mashanu epondo
Neinozadza chirongo
Tonoona tete na mbuya kuraini
Mukamubata mafa imi
Garai mese musamuramba
Tambai mese musamukanya
Ukacherechedza
Ya ya yaaa ya yaaah
Iweee ukacherechedzaa
Ya ya ya ya
Oooow wooo ooo
Ukanyatso cherechedza
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedza
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo
Cherechedza
Honai
Cherechedza
Honai honai honaiwo
Cherechedza honai
Cherechedza
Honai honai mwana uyo