icey ekxne edelyn (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Emncimbini Zvimwe ndini Haicruzi jagwa isi lamborghini Handichade sadza nemancimbini Ndenge ndakazara muma magazine Broke up with my bae Better kuita ndega Hanzi ndiri broke Hanzi ndiri Lesner But hazviiti But hazviiti Mwari avhura gonhi Kudenga kwacho ndinotora evrything Everything Everyting Everyting Everyting Ndakuda mafreaky Babie riri thick Evelyn , Roselyn ,Medelyn but Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn But Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn KEY Kana mazogara musandibate semarara Ngozi ikapinda mumusha tese taparara Handikange nyimo ndotya kuzovangarara Ndogara ndiri pamuromo pavo havadi kunyarara Mhepo dzemumusha dzandisona Sona sona neni kunge munhu necorona Khule vakakita vari pakati pekufona I was so young handina kana kuvaona Ngozi yatigara mumusoro kunge nhova Tofira dzisiri dzedu dai hembe makagova Mwari munenyasha munengoni Zvenyama zvikanetsa ndinitarisa kwamuri Life ikurwadza ikuvava Mukoma vakakita tichitoti vakarara Real jena jena ndiri chiramba kusakara Mwana mwana baba ndati tese takakosha Mwana mwana baba pamwe pacho ndinopotsa Handina mufaro ndinoita wekurota Medelin Edelyn tine win But Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn But Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Cocaine white kunge medelyn Medelyn medelyn medelyn Broncolin red kunge betadin Babie usandibate ndamborova lean Mazuvano ndine kababie karikushandira kwaspar ndirikudya Everyday meal svika ndakusataoda Kanonditi babie uri my ride or die Kanoziva ndinokita kandibatisa mathighs Haizi baizi iotherwise Kkakaita nhumbu inenge yava otherwise Kakanditizira manje handidye rice Iotherwise Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn But Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn Edelyn
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:00
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı