icey ekxne kana usina mhosva (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi Mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare Ko yazoitika makarara Vakakweva hwevo tadzarara vanepara Mbavha dzikutsara dzakatsara bhutsu tsano Vakasvika ipapo paivepo ipapo ngano Dzinotono dzana dzinotono dzana dzana Moms vachango muka ndinzwe Hwema wemudzanga Huku tange kuchema ndinzwe Aihwa dzikudhaka Mbileh muka unzwe Tenge tatsikwa nemadhadha Takakanya mvura tichi mixer nemadhaga Easy catch kubata vanhu vabatwa nemubhadha Kushaika kwema basa ndokuwanda kwemagevha Mangevha akungwavhana muhomwe Ini zii zvangu ungati gava harione Gava ikwenya kwenya nekamachisi muhomwe Kunze kuri cold Mbavha munhu harare Tererai tichitaura ezvinezvi makaura Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi Mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi Mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare Ndebvu dzakatokura tiri kufazh tichiti madam Used to roll mablunt Toimba shit panational anthem Dai mambondipa tsunami Ndine kahoe Kangori nani Gave her a call Told her am coming Fertlisation takaita farming Zvinhu zvevanhu two Asi hamuzvizive zvandiri you look amused Haa Vanotopisa but hapana ane macool links Ndine mage'na ane mababie ane macool lips I might be selfish but maselfie angu macool pics Handizi charles but i swear ndine manyuchi Game ndapinda ndapedza kubva Bindura kusvika KuHwedza Ndinochimhanya kusvika kwaedza Tanga ridoke kusvika chiedza Shaa nditori mudhara Handingabude risati razara Zita rangu rinokwira mahara Zita rangu rinotenga navara Zita rangu rinokwira mahara No space but pangu ndagara Nhasi ndanyara Mofamba nepfuti isina mabara Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare Kana usina mhosva Then iwewe ukutyei Kopamba pangu jahman imimi mukudei Wangu muHarare hamurarwe Na2am moms vane vakuenda Mbare
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:09
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı