icey ekxne rure rure (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzika dhandwa dzinoboka Rikanyura kunodoka Rure rure Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzikadhadwa dzinoboka Rikanyura kunodoka Nhaimi ndiani apisa poto Garment rangu ramuchoto Mvura hapana ndane nyota Nhaimi chii chakashota Madzima moto usina kubaka Mapedza mhuri mamirira nhaka Mapedza nyama mandipa mukaka Kwandabva kure ndatsika madhaka Yea Nditori lit setambo yemagetsi Trayai kujogger dzingai mafats Farirai kusimba jimai maweights Ndine mabars am under arrest Usandizembere Sei iwe usingaterere Coz prolly ndikangotsamwa nhasi manheru unodya nederere Ndichitetena ganda Ko nei vanhu vachinditanga Vanotora pfunde vorikandira kuhanga Kana zvikanetsa vondigadzira kuna'nga Haaa Black suit ndoipfeka mumeeting Drip drip inopedza masports Saudze sean kuti kwaita party Kana ana Holy vano pedza maquarts Rure rure Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzika dhandwa dzinoboka Rikanyura kunodoka Rure rure Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzikadhadwa dzinoboka Rikanyura kunodoka Zimu paravara gondo Khule gogo vada zondo Kwedu vano gocha gondo Nyama inotengwa pondo Takato kwira hande hwedza Nhasi mukoma ndodziridza Tepfura nyepfu kunge Hwinza KO magara madziridza Padzicha mira muchapfidza Tauya kuzo bhabhatidza Haricha paravara Gondo Vakuto sippa zvavo musombo Muden mukutambwa pongo Natsitsi takamakana fongo Akunditinya muden segonzo Akutonakwa nezimudonzvo Picture perfect zvangu ndakapoza Asingoma tichadziridza Kana uchigona sasikidza Rure rure Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzika dhandwa dzinoboka Rikanyura kunodoka Rure rure Achitamba achizunza tsoka Dzikaenda dzinodzoka Dzikadhadwa dzinoboka Rikanyura kunodoka
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:53
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı