icey ekxne tafara (mabvuku) (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira It all depends pane mafriends ari better than family Am glad am blessed with them If Lisa is better than Kisha Then with Misha it's just the same It all depends I might just pass out you might just pass out Boys tinoita seyi Kuma nine nine toenda paden Possed to stay but hapana zvizhinji Ndanga ndichi plaza M phoning my cuz Not even picking like pane chandatadza Zviriko futi cause vakutondi ngwadza Misha is hotta than Lisa but Elicia anozovakwadza Hameno zvenyu nevanhu venyu Nguva ichapera muchitamba chisveru Wakwira Gutu uchenda Chegutu Kwato kutwanya kugocha pahutsi Ndingagodi babe rukwa magodi Zvekusanganiswa handitombodi Handina energy handisi Mutodi Zvekusanganiswa handitombodi handina energy Handisi Mutodi Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira Zumbu nderangu Huku ndedzangu Jongwe ranetsa ndobata murumo Ahh Siya ziso rati piriviri Yeah Two heads like tsvukuwiri Ndikaenda gehena ndonzi handina sin The devil knows ndinopisa inini Went to pomona kuno guarder masinhi Flow rinonhuwa semadhodhabhin Ahhh I'll be wearing maglasses Ivo vofunga ndabofu Then they throw money Hanzi dai wambotenga kaloaf Kuno moita loss Ndine mablind moves baba Iwe chingozova kuti kuchachemwa Vamwe vanozvida vamwe vanosema Vamwe vakutukirwa kurora rema yea Pafuneral mundibikire kanjiva Iyi shiri kadzi yaitambira mudzimba But ndambozvimba Bona akazvinzwa anopererwa nesimba Ndorutsa maflows semukadzi anemimba Ndoswera paden changu kungoputsa dzimba Ini ndozviitira kuvanhu vanozvimba Bona akazvinzwa anopererwa nesimba Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira Taka loader mabvuku apa takananga tafara Varikuonawo horror street rakarohwa nepara Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:34
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı