icey ekxne tsumo run (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Kandiro enda kukubva kamwe Munhu ipawo anokupawo Ipawawapa wotenda akupa Selfish apa usina pan Ndide ndikude ndipe ndikupe Torazvese wakambondipawo Seva neni ndizosevawo newe Zvenyu mun0nyima muchida zvevamwe Mbileh akanyimwa ariye amupa Ndipo zvako ndikupewo zvangu Vamwe vakazvinzwa vanozvimba ma1 Vamwe vakazvinzwa vanozvimba ma1 Ndipo zvako ndizokupawo zvangu Mbileh akanyimwa ariye amupa Charovedzera rakwira mugomo Ane makuhwa anosonwa muromo Tsiru yauya chasara mukono Haingazvare isina kupondwa Mkoma vaitsvaga maburi etsono Hobho mahoes ane buri rengoma Chipikiri chinopinda wakoma kana atizira chete agona Chipikiri chinopinda wakoma Hobho mahoes ane buri retsono Haingazvare isina kupondwa Mukoma vaitsvaga maburi estono Haingazvare isina kupondwa Charovedzera rakwira mugomo Nzombe huru yakabva mukurerwa Munhu wese aka kura akarerwa George wakura usachive kuterwa Chengeta mai kukura kurerwa Usanyeperwe hatinga tambe mukanwa megarwe Shinda muhuro nezipenzura Mhamha vairima vachisakura Nhasi ndakura ndazadza matura Mhamha vafara madoors ndavhura Ndazowarura mastreets ndarira kudarika ahh ese mamero ese mamero Ndini ndadzosa mamero kuzero Ndotenda Jehovha ndafamba makilo Ndini ndorara pasina pillo Ndini ndorara pasina pillo Kunaka kwemunhu mabasa Zuva rinobuda ndichitamba makasa Kutauara kwavo vachitsena marasha 2 minutes ndinodhakwa nehasha Ndoda mukaka wakachena samare Ndanzwa vachiti ndotera munyama Pamwe ndiwe wakatuka amai Zvezvi brugwa rakusungwa newaya Zvezvi brugwa rakusungwa newaya Pamwe ndiwe wakatuka amai Ndanzwa vachiti ndotera munyama Ndoda mukaka wakachena samare 2 minutes unodhakwa nehasha Kutaura kwavo vachitsenga marasha Zuva rinobuda ndichitamba makasa Kunaka kwemunhu mabasa Chidembo tamba muswe ndakabata Wangu ndewangu akacheater ndobata Rudo igomo takwidza makata Rudo izimbe robvira mudzanga Changu chidembo chobika manhanga Tambisa muswe chichitamba chidembo Ndachinama chine hurimbo Kune vazvimba ndinehurombo Musakande matombo Mavhu ane nhombo Mavhu ane nhombo Musakande matombo Kune vazvimba ndinehurombo Chine hurimbo Ndachinama Tambisa muswe chichitamba chidembo Changu chidembo chobika manhanga Rudo izimbe wobvira mudzanga Rudo igomo takwidza makata Wangu ndewangu akacheater ndobata Ndikarota zhing zhing ping makusseni ndikumuka ndichitenga yutong Paden ndrikudrillisa Borehole kuti moms vangu vasatsige mugomo Kugocha kunoda amai Kwevana kunodzimura light Atandavara aguta Apfunya arara paside Apfunya arara paside Atandavara aguta Kwevana kunodzimura light Kugocha koda amai Kwevana kunodzimura light Paden ndrikudrillisa Borehole kuti moms vangu vasatsige mugomo Ndikarota zhing zhing ping makusseni ndikumuka ndichitenga yutong Mugoni wepwere ndiye asinayo Nyaya ihombe handei nayo Mufamba nyore aite mabayo Musikana webasa arugura mwana Ahazi wake ahiroveka hana Mbereko yaramba hazvimurwadze kurova vevamwe Shami akarerwa kunext door Zvikuitika hazvizirizvo Nyaya dzizere kurispo Ndakadzidza kachidzidzo Azvizirizvo azvizirizvo ndakadzidza kachidzidzo Nyaya dzizere kurispo zvikuitika hazvizi rizvo Shami akarerwa kunext door Chinoziva ivhu Mwan wembeva anofamba paeve Kwaanoenda anokwira makwidza Ava mugomo anodada nepfihwa Ndiani aiziva kuti mvura manwiwa Doro ragara rosvavisa liver Sviba magaro wazviteyera riva Shumba inodzvova isati yatyiwa Usatange kutenga usati wapihwa Usatange kutenda usati wapihwa Shumba inodzvova isati yatyiwa Sviba magaro wazviteyera riva Doro ragara rosvavisa liver Ndiani aiziva kuty mvura manwiwa Gava ratiza rarova marata Fon yadzima vafunga ndakata Black like panda ndakananga wakanda Handidi coco ndidirire fanta Handidi coco ndidirire fanta Kana zvaita motipinzira macalls Kana munazvo mozongotipawoo Chakuduburwa muchero waibva Wakushumurwa muchero wapedzwa Wakushumurwa muchero wapedzwa Chakuduburwa muchero waibva Kana munazvo mozongotipawoo Kana zvaita motipinzira call Handidi coco ndidirire fanta Handidi coco ndidirire fanta Black like panther ndakananga wakanda Chibwe chiremera chevarikure Isu varipedo hatikombekswe churu Vakaombera mudzimu sekuru Rimbinyu zviri zvigure Zvese zvakanaka hazviuye nerima Bvute muti tenda mhodzi wasima Kana wakupisa unozviona nesteam Sunlight haishande sevhim
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 6:14
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı