icey ekxne uhamba ngaphi (feat. slyme foxx) şarkı sözleri

Muchabaruka mabhachi Dont ask why its part of the plan Ndinodzoka na1 Mwana wemutema akakutema ma1 Buda paden makuseni Pamwe ndodzoka makuseni Uhamban'api ukuenda kupi I might be hearding to Canan Ndozvakataura makuruwani Tendaka denga rakupa mukana Chigunwe chimwe chagona kudzvanya Aihwa marema apa Shoko mukanya Ndineka issue Pane kababe kaindi tamba kunge hwishu Better let me go like Hwinza Ndinobva kujecha ndakakura namandoza Hondo ikatanga inopera nemurder Dai mavaudza kuti Gava rikumedza huhh yeah Niggers are fly they were sipping Zambezi Mombe dzemudanga dzakadambura gejo Vanoda sugar pabase Dzinozo stickisa vese Vangazo shoresa tese Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo Sango rinopa waneta mukana Kunoku ihorror ikatsi musaga Hii Inini handiwombere vadzimu Inini handinamate mashavi Once ndazviziva kuty ndiwe imbwa yacho Unotemwa nemabars svika watobva mazino Shuwa kundinwisa mukaka wakarungwa Chembere dzagumhana dzinoda vane vhiri If we dont vibe ngatigumhanhise zvinhu Ndadzika midzi Ndadzura dzimwe Kwandabva kure Am counting money with dead peoples faces They look at me and am looking impatient Hazvizi bho Ndikachikanda chinoputikira paul Ndinoshandisa Brain Ndinobhema chamba changu makuseni Dry mouth unokakata maheu Coz munowanza action Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance You really know ndicharamba ndiri president You really know kuti ini handina patience Munowanza action Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance You really know ndicharamba ndiri president You really know kuti ini handina patience Niggers are fly they were sipping Zambezi Mombe dzemudanga dzakadambura gejo Vanoda sugar pabase Dzinozo stickisa vese Vangazo shoresa tese Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo Sango rinopa waneta mukana Kunoku ihorror ikatsi musaga
Sanatçı: Icey Ekxne
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:39
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Icey Ekxne hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı