inkanyezi mwari wangu şarkı sözleri
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Teerera mwanasinakana uzive kodzero
Listen girl child and know your rights
Teerera mwanakomana uzive kodzero
Listen boy child and know your rights
Unofanira kufunda unofanira kupfeka
Unofanira kudya zvakanaka
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwari ipai vakuru rudo
Varemekedze vana vavapewo kodzero dzavo
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Inzwaka mwanakomana uzive kodzero
Listen boy child and claim your rights
Inzwaka mwanasikana uzive kodzero
Listen girl child and claim your rights
Your right to play
Your right to rest
Your right to life and registration
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Teerera mwanasikana uzive kodzero
Listen girl child and know your rights
Teerera mwanakomana uzive kodzero
Listen boy child and know your rights
Haufaniri kupambwa
Haufaniri Kubwinywa
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu Mwarii
Mwari wangu ipaiwo vana rukudzo
Vachengete tsika dzedu
Vakudze vakuru vedu
Teerera mwanasikana umire pahumwana
Ziwa nhamba yako iwe
Teerera mwanamukona umire pahumwana
Ziwa nhamba yako iwe
Unofanira kushanda unofanira kupangwa
Hafaniri kuva nehunyope
Know your rights your rights
Know your rights your rights
Know your rights your rights
Your rights your rights

