inkanyezi ndoenda ku diaspora şarkı sözleri

Ndoenda kuDiaspora Ndoenda mbuya Nehanda Ndaoneka vedzinza rangu Ndaoneka Shumba Gwara Ndaenda Ndaoneka Shumba Mbizi Ndaendaaa Ini ndoenda mbuya Nehanda Zvenyika zvandinetsa Ndoenda mbuya Nehanda Zvebasa zvandikona Noodenda Zvenyika zvondirwadza Zvandikonzera musorozvandikonzera musana Zvandikonzera makumbo zvinokonzeresaa Ndaendaaaa, ndaendaaa Pasi ramera maziso tururu zaiwanaaa Pasi ramera mazino tururu zaiwanaaa Pasi ramera maziso tururu zaiwanaaa Pasi ramera mazino tururu zaiwanaaa Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda iwe iwe iwe Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda iwe iwe iwe Ndasvika kuDiaspora masango matema VaNehanda Kune nzara mbuya Nehanda Nzara yakushaya pekushava Kune nzara mbuya Nehanda Nzara yeShona ne Ndebele Kune nzara mbuya NehandaNzara yekupira Vadzimu Zvandikonzera kutsamwa zvandikonzera kusuwa Zvandikonzera kutsamwa Zvinokonzeresa! Ndasvikaaaaaaa ndasvika Ini ndosuwa mutetenerwa nzungu mazoe netumacimbi Ndosuwa mutetenerwa nzungu maputi netumacimbi Kune nzara mbuya Nehanda, nzara yekusuwa zvikafu Zvandikonzera kutsamwa zvandikonzera kusuwa Zvandikonzera musoro Ndasvikaaaaaaa ndasvika Dembo Zhakata vandaisateerera nhasi ndivo vondiraya Tuku, Macheso, Maraire naVaChimombe nhasi ndivo vondidadisa Zvandikonzera kukura, zvandikonzera kufunda zvandikonzera kudada Ndasvikaaaaaaa ndasvika Mbuya Nehanda Mbuya Nehanda Havana mwana anogara musango Mbuya Nehanda Mbuya Nehandaa Havana mwana anogara musango Mbuya Nehanda Mbuya Nehandaaa Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango Havana mwana anogara musango
Sanatçı: Inkanyezi
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 5:18
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Inkanyezi hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı