inkanyezi tiringise şarkı sözleri

Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Kare kare hako ndokunge paive nevamwe amai Vaive nemwanasikana ainzi Tiringise Amai ava vaienda kunyika irikure Vachisiya Tiringise ari ega pamba Zvino Tiringise aidawo kuenda kwaienda mai vake Vaenda vachinorikicha Kuti vachengete mwana wavo Zvino vaipfuura nesinago rairura shumba Asi vaishinga chete kutsvagira mawan zvekudya Tiringise akazochemerawo kuenda Akachema zvekuti mai vake vakarwadziwa moyo Asi vaitya kuenda naye Vakatanga kuimba vachiti Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega nyarara tiende tose mwanangu Tiringise woye ndega nyarara tiende tose mwanangu Dananga dananga dananga Dananga dananga dananga Dananga dananga dananga Zvino vakakwenya rwendo Vakatanga kufamba Kuti fambe kuti fambe kuti kuti fambe Naro sango rairura shumba Dananga dananga dananga Dananga dananga dananga Dananga dananga dananga Shumba yakahwandira nerweseri Ndokukachikira pana Tiringise Kuti kachi Kuti kachi Kuti kachi Yakabvarura mwana akazhamba Amai vakarwisa varwisazve Asi vakurirwaVakadzungaira nesango Misiodzi iri pamatama Ropa richierera vachingoimba vachiti Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Nyarara tiende tose Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega Tiringise woye ndega nyarara tiende tose mwanangu Tiringise woye ndega nyarara tiende tose mwanangu
Sanatçı: Inkanyezi
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:38
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Inkanyezi hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı