innocent kufakunesu mari şarkı sözleri

Mari yatiita varanda x4 Vanochema amai, nekuda kwemari Vanochema ambuya, nekuda kwemari Vanochema amai nekuda kwemari Anochema mwana, nekuda kwemari Mari yatiita varanda x4 Vanochema amai nekuda kwemari Vanochema ambuya nekura kwemari Vanochema amai nekuda kwemari Anochema mwana nekuda kwemari Mari yatiita varanda x4 Hama hationane tichitsvaga mari Hama hatishanyirane tichitsvaga mari Hama hationane tichitsvaga mari Hama hatishanyirane tichitsvaga mari Vanochema amai nekuda kwemari Vanochema ambuya nekuda kwemari Vanochema amai nekuda kwemari Anochema mwana nekuda kwemari
Sanatçı: Innocent Kufakunesu
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 5:17
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Innocent Kufakunesu hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı