innocent kufakunesu ramangwana şarkı sözleri
Dai paine muzivi weramangwana aitiudza tisati tarirarama
Zvimwe tingararame zvine musoro (BV zvimwe tingararame zvine musoro)
Oooh zvimwe tingararame zvine musoro (BV zvimwe tingararame zvine musoro)
Verse x2
Ramangwana riri mumaoko aNyadenga
Ndiye anotara nguva yekuzvarwa nekuguma
Saka kuzvirova dundundu kukanganisa mwanangu
Prechorus x2
Usati mangwana chakati, (mangwana chakati)
Usati ndichaita chakati, (ndichaita chakati)
Usati ndichaenda kwakati, (ndichaenda kwakati)
Chorus x2
Verse x2
Iko kuronga zvisina Mwari kurongonora
Ndiye anotara nguva yekuzvarwa nekuguma
Saka kuzvirova dundundu kukanganisa mwanangu
Ndati kuzvirova dundundu kukanganisa mwanangu
Prechorus x2
Chorus x2

