innocent kufakunesu tariro şarkı sözleri

(Hekani mukuwasha) Vanorima munda vanorima vane tariro yegoho rakanaka kumberi x2 Mbeu yatadyara tinomirira mangwana, x2 hakuna unoziva zvichabata riva (BV zvichabata riva) Vanamati tinonamata tine tariro yekuenda kuna baba mangwana x2 (asi hapana anoda kufa) Nhasi tanamata tinomirira mangwana x2 Hakuna unoziva zvichabata riva (BV zvichabata riva) Kuti rega pamidze, rega pamidze, rega pamhidzen, rega pamidze Unokuvaraiwe Vanamai vanamai vatori netariro yekubatawo vana mumaoko x2 (chero mat wins) Vasati vazvara vanomirira mangwana x2 Hakuna unoziva zvichabata riva (BV zvichabata riva)
Sanatçı: Innocent Kufakunesu
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:54
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Innocent Kufakunesu hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı