innocent kufakunesu vana şarkı sözleri
(vana chipo cha Mwari vanoda kuchengetedzwa) x2
Itsika yedu vabereki yekurasa vana vakura x2
Tinovatakudza mutoro, kuvatakudza zvino rema x2
Imhosva here kuyaruka, Shungu dzavo kufana imiwo x2
(vana chipo cha Mwari vanoda kuchengetedzwa)
Makona atakatora ku Chipinge tinoapa kumwanakomana (adii)
Zvikwambo zvatakatora Mozambique tinozvipa kumuzukuru (aitasei)
Itsika yedu vabereki yekurasa vana vakura x2
Tinovatakudza mutoro kuvatakudza zvinorema x2
(vana chipo chaMwari vanoda kuchengetedzwa) x2

