innomuno pandakuona şarkı sözleri

Ndini ndamuwana Akamira ega, hoyo wauya mukana Ane chiso chakanaka mhoro muskana Ndine pfungwa dzakawanda dai wandiona Cheuka cheuka iwe Kure Kure Kwandinobva shiri dzinoimba Hurekure Mumakomo tizere nemichero, Hubva Hute iwe Kana sadza hari haiperi, huya tidye Huya iwewe Ooh Pandakuona Ndazvipira ndichakutora Ooh Pandakuona Ndazvipira ndichakutora Dzawira mutswanda Usatya huya pedyo bata yako hana Moyo wangu washuva kutumbutsa ukama newe Usafunga dzikisa rutawa Kubva zvino handichada kuva kure Kure Kure Kwandinobva, shiri dzinoimba Hurekure Mumakomo, tizere nemichero, Hubva Hute iwe Kana sadza hari haiperi, huya tidye Huya iwewe Ooh Pandakuona Ndazvipira ndichakutora Ooh Pandakuona Ndazvipira ndichakutora Kubva zvino handichada kuva kure Kure Kure Kure Kure Eh mmh Ndazvipira ndichakutora Ooh Pandakuona Ndazvipira ndichakutora
Sanatçı: INNOMUNO
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:44
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
INNOMUNO hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı