itsdontworry kecha şarkı sözleri

Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Ndaifunga kuti ndichazvi feela mu bone marrow Inga zvema feelings zvitori ne nharo Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Ndamuka kuseni ndakatonanga Haaaa nhasi zve padhen maya Ndikatogeza ichitonhora ndichiteerera Brent Faiyaz Kana kumbozviziva yandirikuda kutoita imayaz Nguva yanga yareba ndisina kuona chimoko Ndangofunga kupunyuka kunge chipoko Freezit kuto nyungudika yaive doko Bhebhi richifona ndisingadaire bhazi ngarisvike pronto Man, I wonder akapfekei Ndigodzika bhazi ndakamhanya mushop ndimutengere Ndozviziva paachandiona achatopembembera Man I couldn't be more wrong Now Im singing a sad song Angaatone mumwe mutsaga so Mumwe asina zino so Mumwe asina zino so Haana kana kutondibata bho Kutondi kicka out the door So I dont know why she calls Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro Ndaifunga kuti ndichazvi feela mu bone marrow Inga zvema feelings zvitori ne nharo Handina kumbo kecha zvekutodaro Handina kumbo kecha zvekutodaro
Sanatçı: itsdontworry
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:15
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
itsdontworry hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı